Ezekiel 48:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waIsakari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waZeburuni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zebhuruni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaIsakari kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waIsakari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waZebhuruni.
Shona 2009?
Pamuganhu waIsakari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waZebhuruni.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waIsakari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waZebhuruni.