Ezekiel 48:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waZeburuni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waGadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Gadhi achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaZebhuruni kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi.
Shona 2009?
Pamuganhu waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi.