Ezekiel 48:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waAsheri, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waNaftari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nafutari achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaAsheri kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaNafutari, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudakara kumadokero wakabatana nenyika yokwaAsheri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waAsheri, kubva kurutivi rwamavirazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waNafutari.
Shona 2009?
Pamuganhu waAsheri, kubva kurutivi rwamavirazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waNafutari.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waAshuru, kubva kurutivi rwamavirazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waNafutari.