Ezekiel 48:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Aya achava masuo okubuda nawo eguta: Kutangira kurutivi rwokumusoro, kureba kwacho kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo;
Shona 2009?
Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo;