Ezekiel 48:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waManase, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waEfraimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Efuremu achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaManase kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaEfuremu, mugove mumwechetewo, unobvira kumabvazuva kudzamara kumadokero wakabatana nenyika yokwaManase.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waManase, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waEfuremu.
Shona 2009?
Pamuganhu waManase, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waEfuremu.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waManase, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waEfuremu.