Ezekiel 48:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waEfraimi, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waRubeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rubheni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaEfuremu kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaRubheni mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaEfuremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waEfuremu, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waRubheni.
Shona 2009?
Pamuganhu waEfuremu, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waRubheni.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waEfuremu, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waRubheni.