Ezekiel 48:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamuganho waRubeni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamavirazuva, ndiwo mugoʋe mumŋe waJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Judha achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaRubheni kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzinza rokwaJudha mugovewo mumwechete unobvira kumabvazuva kudzikara kumadokero wakabatana nenyika yokwaRubheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamuganho waRubheni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waJudha.
Shona 2009?
Pamuganhu waRubheni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva ndiwo mugove mumwe waJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Pamuganho waRubheni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waJudha.