Ezekiel 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo madziɓaɓa acadya ʋanakomana ʋaʋo mukati mako, naʋanakomana ʋacadya madziɓaɓa aʋo; ndicakuitira ɀandakatoŋga, ndicaparadzira ʋakasara ʋako kumhepo dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo pakati pako madzibaba vachadya vana vavo, uye vana vachadya madzibaba avo. Ndichakuranga uye ndichaparadzira vakasara vako vose kumhepo zhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvo, vabereki vachadya vana vavo mukati menyu navanawo vachidya vabereki vavo ndoita zvandakatema kuita pamuri; kuwana vanenge vangopunyuka ndichavamwararisa kumativi ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo madzibaba achadya vanakomana vavo mukati mako, navanakomana vachadya madzibaba avo; ndichakuitira zvandakatonga, ndichaparadzira vakasara vako kumhepo dzose.
Shona 2009?
Naizvozvo madzibaba achadya vanakomana vavo mukati mako, navanakomana vachadya madzibaba avo; ndichakuitira zvandakatonga, ndichaparadzira vakasara vako kumhepo dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo madzibaba achadya vanakomana vavo mukati mako, navanakomana vachadya madzibaba avo; ndichakuitira zvandakatonga, ndichaparadzira vakasara vako kumhepo dzose.