Ezekiel 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi rakaramba mitemo yaŋgu riciita ɀakaipa kupfuʋura mamŋe marudzi, nokuramba ɀandakaraira kupfuʋura dzimŋe nyika dzakaripoteredza; nokuti iʋo ʋakaramba mitemo yaŋgu, neɀandakaraira haʋana‐kufamba maɀiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pakuipa kwaro rakamukira mirayiro yangu nemitemo yangu kupfuura ndudzi nenyika dzakaripoteredza. Rakaramba mirayiro yangu uye harina kutevera mitemo yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi rakapandukira zvirevo zvangu zvakaipa kupinda mamwe marudzi uye mirao yangu kutopfuura nyika dzakaikomberedza nokuramba zvirevo zvangu uye nokusatevedza mirao yangu kwavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi rakaramba mitemo yangu richiita zvakaipa kupfuura mamwe marudzi, nokuramba zvandakarayira kupfuura dzimwe nyika dzakaripoteredza; nokuti ivo vakaramba mitemo yangu, nezvandakarayira havana kufamba mazviri.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible