Ezekiel 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaita pakati penyu ɀandisina‐kumboita, ʋuye handiŋgatoŋgoiti ɀe ɀakaɗai, nemhaka yeɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwezvifananidzo zvako zvinonyangadza, ndichakuitira zvandisina kumboita kare uye handichazozviitizve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.’
Shona 2009?
Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.’