Ezekiel 6:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iʋo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova; handina‐kureʋa pasina kuti ndicaʋaitira ɀakaipa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kutaura pasina kuti ndichauyisa njodzi iyi pamusoro pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pavachazoziva kuti ini ndini Tenzi. Handina kutaura pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ivo vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kureva pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvozvo.”
Shona 2009?
Zvino ivo vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kureva pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvozvo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ivo vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kureva pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvozvo.”