Ezekiel 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋurawa ʋacawira pasi pakati penyu, nemi mucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu venyu vachawira pasi ivo vaurayiwa pakati penyu, uye muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanenge vaurayiwa pakati penyu vachati rakata. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaurawa vachawira pasi pakati penyu, nemi muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona 2009?
Vakaurawa vachawira pasi pakati penyu, nemwi muchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaurayiwa vachawira pasi pakati penyu, nemi muchaziva kuti ndini Jehovha.