Ezekiel 7:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yeɀakashata; hakuna cicasara kwaʋari, kana paʋanhu ʋaʋo ʋazhinji, kana pafuma yaʋo; hakuŋgaʋi necinhu cakanaka pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuita nechisimba kwakura kukava shamhu yokuranga zvakaipa; hakuna mumwe wavanhu ava achasara, hakuna pavazhinji vavo ivavo, kana pfuma kana chinokosha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Utsinye hwakura kutoitawo kamuitiro chaiko kouipi. Hakuna nomumwe wavo achasara kana zvinhu zvavo zvakawanda kunyange upfumi hwavo kana kuzovawo nembiri pakati pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yezvakashata; hakuna chichasara kwavari, kana pavanhu vavo vazhinji, kana papfuma yavo; hakungavi nechinhu chakanaka pakati pavo.
Shona 2009?
Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yezvakashata; hakuna chichasara kwavari, kana pavanhu vavo vazhinji, kana pafuma yavo; hakungavi nechinhu chakanaka pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yezvakashata; hakuna chichasara kwavari, kana pavanhu vavo vazhinji, kana papfuma yavo; hakungavi nechinhu chakanaka pakati pavo.