Ezekiel 7:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muteŋgesi haaŋgadzokeri kunecakateŋgeswa, kunyaŋge ʋaciri ʋapenyu; nokuti ɀakaʋonekwa pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika haɀiŋgadzoswi; hakuna‐uŋgaɀisimbisa neɀakaipa ɀiri pamugarire wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutengesi haangadzorerwi nyika yaakanga atengesa kana vose vari vaviri vachiri vapenyu, nokuti chiratidzo chakaonekwa pamusoro pavazhinji vose chichazozadziswa. Nokuda kwezvivi zvavo, hakuna kana mumwe wavo achachengetedza upenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti mutengesi haasi kuzodzokera kune zvaakatengesa zviya vachiri vapenyu nokuti hasha dzawira gungano ravo rose hadzisi kudzokera shure uye pamusana pouipi hwake, munhu haakwanise kuzviponesa upenyu hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mutengesi haangadzokeri kune chakatengeswa, kunyange vachiri vapenyu; nokuti zvakaonekwa pamusoro pavazhinji vose venyika hazvingadzoswi; hakuna angazvisimbisa nezvakaipa zviri pamugariro wake.
Shona 2009?
Nokuti mutengesi haangadzokeri kune chakatengeswa, kunyange vachiri vapenyu; nokuti zvakaonekwa pamusoro pavazhinji vose venyika hazvingadzoswi; hakuna angazvisimbisa nezvakaipa zviri pamugariro wake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mutengesi haangadzokeri kune chakatengeswa, kunyangwe vachiri vapenyu; nokuti zvakaonekwa pamusoro pavazhinji vose venyika hazvingadzoswi; hakuna angazvisimbisa nezvakaipa zviri pamugariro wake.