Ezekiel 7:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe, mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova kunyika yaIsraeri: Kuguma, kuguma kwaȿika pamakona manna enyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yeIsraeri: Kuguma! Kuguma kwasvika kumativi mana enyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe, Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yaIsiraeri, ‘Kuguma, kuguma kwasvika pamakona mana enyika.’
Shona 2009?
"Iwe, Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yaIsiraeri, `Kuguma, kuguma kwasvika pamakona mana enyika.'
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe, Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yaIsiraeri, ‘Kuguma, kuguma kwasvika pamakona mana enyika.’