Ezekiel 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaramba ʋo kuʋatarira neciso caŋgu, ʋacaȿiɓisa fuma yaŋgu; mbava dzicapinda’mo, dziciiȿiɓisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavafuratira uye vachasvibisa nzvimbo yangu inokosha; mbavha dzichapinda mairi dzigoisvibisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavafuratira kuitira kuti vanhu vagon'oresa nzvimbo yangu yakakosha. Makororo achapindamo vagoin'oresa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndicharambawo kuvatarira nechiso changu, vachasvibisa pfuma yangu; mbavha dzichapindamo, dzichiisvibisa.
Shona 2009?
"Ndicharambawo kuvatarira nechiso changu, vachasvibisa fuma yangu; mbavha dzichapindamo, dzichiisvibisa.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndicharambawo kuvatarira nechiso changu, vachasvibisa pfuma yangu; mbavha dzichapindamo, dzichiisvibisa.