Ezekiel 7:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Itai ketani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Gadzirai ngetani, nokuti nyika izere nokuteura ropa uye guta rizere nokuita nechisimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vagoita nyonganyonga. “Pamusana pokuti nyika yazara nemhosva dzokudeura ropa, gutawo rizere noutsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Itai ngetani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba.
Shona 2009?
Itai ngetani, nokuti nyika izere ne mhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Itai ngetani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba.