Ezekiel 7:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndicaʋuyisa marudzi akanyanya kuipa kwaɀo, iʋo ʋacatora dzimba dzaʋo; ndicagumisa ʋo manyawi aʋanesimba, nenɀimbo dzaʋo tȿene dzicaȿiɓiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichauyisa vanhu vakaipisisa vendudzi kuti vavatorere dzimba dzavo; ndichaita kuti kuzvikudza kwavane simba kugume, uye nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaunza rudzi rwakaipisisa kuzovatorera dzimba dzavo. Zvokuzvikudza kwavo ndichazvipedza, nzvimbo dzavo dzinoera dzichin'oreswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo ndichauyisa marudzi akanyanya kuipa kwazvo, ivo vachatora dzimba dzavo; ndichagumisawo manyawi avane simba, nenzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.
Shona 2009?
"Naizvozvo ndichauyisa marudzi akanyanya kuipa kwazvo, ivo vachatora dzimba dzavo; ndichagumisawo manyawi avane simba, nenzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo ndichauyisa marudzi akanyanya kuipa kwazvo, ivo vachatora dzimba dzavo; ndichagumisawo manyawi avane simba, nenzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.