Ezekiel 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kuguma kwaȿika kwauri, ini ndicatuma kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, ndicakutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuguma kwava pamusoro pako zvino uye ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako. Ndichakutonga zvakafanira tsika dzako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Isiraeri zvino pako pakuperera, ndava kuzokuratidza kuti ndakakushatirirwa ndichakutonga maererano namaitiro ako, ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kuguma kwasvika kwauri, ini ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako, ndichakutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa pamusoro pako zvinonyangadza zvako zvose.
Shona 2009?
"Zvino kuguma kwasvika kwauri, ini ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako, ndichakutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa pamusoro pako zvinonyangadza zvako zvose.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kuguma kwasvika kwauri, ini ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako, ndichakutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa pamusoro pako zvinonyangadza zvako zvose.