Ezekiel 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndobva ndoɗururira hasha dzaŋgu pamsoro pako, ndicapedza kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, nokukutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose pamsoro pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndava pedyo nokudurura hasha dzangu pamusoro pako ndigopedzera kutsamwa kwangu pamusoro pako; ndichakutonga zvakafanira mafambiro ako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye zvino ndava kukuvirukira nehasha ndipedzere hasha dzangu pauri ndichikutonga maererano namaitiro ako ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndobva ndodururira hasha dzangu pamusoro pako, ndichapedza kutsamwa kwangu pamusoro pako, nokukutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa zvinonyangadza zvako zvose pamusoro pako.
Shona 2009?
"Zvino ndobva ndodururira hasha dzangu pamusoro pako, ndichapedza kutsamwa kwangu pamusoro pako, nokukutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa zvinonyangadza zvako zvose pamusoro pako.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndobva ndodururira hasha dzangu pamusoro pako, ndichapedza kutsamwa kwangu pamusoro pako, nokukutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa zvinonyangadza zvako zvose pamusoro pako.