Ezekiel 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakapinda, ndikaʋona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose eɀinokambaira pasi, nemhuka dzinonyaŋgadza, neɀifananidzo ɀose ɀeimba yaIsraeri ɀakafananidzwa paruȿiŋgo kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakapinda mukati ndikatarisa, ndikaona mifananidzo pamadziro ose yezvinhu zvose zvinokambaira uye nemhuka dzinonyangadza nezvifananidzo zvose zveimba yaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndakapinda ndikaona imomo makanzi charavanda mumadziro kuatenderedza, zvinhu zvinokambaira zvemhando nemhando dzose nemhuka dzinosemesa nezvifananidzo zvose zvokunamata zvemba yaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakapinda, ndikaona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose ezvinokambaira pasi, nemhuka dzinonyangadza, nezvifananidzo zvose zveimba yaIsiraeri zvakafananidzwa parusvingo kumativi ose.
Shona 2009?
Ipapo ndakapinda, ndikaona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose ezvinokambaira pasi, nemhuka dzinonyangadza, nezvifananidzo zvose zveimba yaIsiraeri zvakafananidzwa parusvingo kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakapinda, ndikaona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose ezvinokambaira pasi, nemhuka dzinonyangadza, nezvifananidzo zvose zveimba yaIsiraeri zvakafananidzwa parusvingo kumativi ose.