Ezekiel 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, waʋona here ɀinoitwa naʋakuru ʋeimba yaIsraeri murima, mumŋe nomumŋe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti ʋanoti: Jehova haatiʋoni; Jehova wakabva panyika ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nomumwe pashongwe yechifananidzo chake? Vanoti, ‘Jehovha haationi, Jehovha akaramba nyika.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu waona here zviri kuitwa murima navakuru vakuru vemba yaIsiraeri, munhu oga oga ari mumba make memifananidzo? Chiripo ndechokuti vari kutozviti, ‘Tenzi haatione, Tenzi akafuratira nyika ino.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsiraeri murima, mumwe nomumwe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti vanoti, ‘Jehovha haationi; Jehovha akabva panyika ino.’ ”
Shona 2009?
Ipapo akati kwandiri, "Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsiraeri murima, mumwe nomumwe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti vanoti, `Jehovha haationi; Jehovha akabva panyika ino.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsiraeri murima, mumwe nomumwe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti vanoti, ‘Jehovha haationi; Jehovha akabva panyika ino.’ ”