Ezekiel 8:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati ʋo kwandiri: Ucaʋona ɀe ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀikuru ɀaʋanoita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatizve, “Uchavaona vachiita zvinhu zvinonyangadza kupfuura izvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatiwo kwandiri, “Uchatoonawo zvimwe zvinosemesa zvakakurisa zvavanoita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatiwo kwandiri, “Uchaonazve zvimwe zvinonyangadza zvikuru zvavanoita.”
Shona 2009?
Akatiwo kwandiri, "Uchaonazve zvimwe zvinonyangadza zvikuru zvavanoita."
Shona SUB 2002 Bible
Akatiwo kwandiri, “Uchaonazve zvimwe zvinonyangadza zvikuru zvavanoita.”