Ezekiel 8:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwandiri: Waɀiʋona here, iwe mŋanakomana womunhu? Ucaʋona ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀinopfuʋura iɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwandiri, “Unoona here izvi, mwanakomana womunhu? Uchaona zvinhu zvakatonyanya kuipa kupfuura izvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwandiri, “Wazviona here izvi nhai iwe mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinosemesesa zvakakura kupinda izvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwandiri, “Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinonyangadza zvinopfuura izvo.”
Shona 2009?
Zvino akati kwandiri, "Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinonyangadza zvinopfuura izvo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwandiri, “Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinonyangadza zvinopfuura izvo.”