Ezekiel 8:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwandiri: Wa ɀi ʋona here, iwe mŋanakomana womunhu? Cinhu ciɗuku here kuimba yaJuda, kuti ʋaite ɀinonyaŋgadza ɀaʋanoita pano? Nokuti ʋakazadza nyika nokuita nesimba, ʋakadzoka ʋomutsa kutsamŋa kwaŋgu; tarira ʋanoisa ɗaʋi kumhino dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwandiri, “Wazviona here izvi, iwe mwanakomana womunhu? Chinhu chiduku here kuimba yaJudha kuti vaite zvinhu zvinonyangadza zvavari kuita pano? Vanofanira here kuzadzazve nyika nechisimba uye nokuramba vachinditsamwisa? Vatarise vachiisa davi kumhuno dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akabva anditi, “Wazviona here izvi nhai mwanakomana womunhu? Inyaya diki here iyi yokuti imba yokwaJudha kuita zvinosemesa zvavari kuita muno izvi kutozadza zvavo nyika noutsinye uye kundishatirisa? Chitarisa uone vanoisa bazi kumhuno dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwandiri, “Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Chinhu chiduku here kuimba yaJudha, kuti vaite zvinonyangadza zvavanoita pano? Nokuti vakazadza nyika nokuita nesimba, vakadzoka vomutsa kutsamwa kwangu; tarira vanoisa davi kumhino dzavo.
Shona 2009?
Zvino akati kwandiri, "Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Chinhu chiduku here kuimba yaJudha, kuti vaite zvinonyangadza zvavanoita pano? Nokuti vakazadza nyika nokuita nesimba, vakadzoka vomutsa kutsamwa kwangu; tarira vanoisa davi kumhino dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwandiri, “Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Chinhu chiduku here kuimba yaJudha, kuti vaite zvinonyangadza zvavanoita pano? Nokuti vakazadza nyika nokuita nesimba, vakadzoka vomutsa kutsamwa kwangu; tarira vanoisa davi kumhino dzavo.