Ezekiel 8:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakaŋga kuri’po, ɀakafanana neɀandakaʋona muɓani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ipapo pamberi pangu pakanga pane kubwinya kwaMwari waIsraeri, sapachiratidzo chandakanga ndaona mubani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaona mbiri yokuvapo kwaMwari weIsiraeri iripo sezvandakanga ndamboona muchiratidzo chomubani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuripo, zvakafanana nezvandakaona mubani.
Shona 2009?
Zvino tarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuripo, zvakafanana nezvandakaona mubani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuripo, zvakafanana nezvandakaona mubani.