Ezekiel 8:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Pinda, undoʋona ɀinonyaŋgadza ɀakashata ɀaʋanoita pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwandiri, “Pinda mukati undoona zvinhu zvakaipa uye zvinonyangadza zvavanoita pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokunditizve, “Pinda uone zvakaipisisa kwazvo zvinosemesa zviri kuitwa muno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, “Pinda, undoona zvinonyangadza zvakashata zvavanoita pano.”
Shona 2009?
Akati kwandiri, "Pinda, undoona zvinonyangadza zvakashata zvavanoita pano."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, “Pinda, undoona zvinonyangadza zvakashata zvavanoita pano.”