Ezra 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nembiya dzendarama dzinamakumi matatu, nembiya dzesirveri dzorumŋe rudzi dzinamazana manna negumi, nemimŋe midziyo inecuru cimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pani dzesirivha dzaiva makumi maviri namapfumbamwe; mbiya dzegoridhe dzaiva makumi matatu; mbiya dzesirivha dzakafanana-fanana dzaiva mazana mana negumi; uye mimwewo midziyo yaiva chiuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouyawo ndiro dzendarama: dzaiita makumi matatu ndiro dzesirivha: zviuru zviviri zvine mazana mana nechiuru chemimwewo midziyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nembiya dzendarama dzina makumi matatu, nembiya dzesirivha dzorumwe rudzi dzina mazana mana negumi, nemimwe midziyo ine chiuru chimwe.
Shona 2009?
nembiya dzendarama dzina makumi matatu, nembiya dzesirivha dzorumwe rudzi dzina mazana mana negumi, nemimwe midziyo ine chiuru chimwe.
Shona SUB 2002 Bible
nembiya dzendarama dzina makumi matatu, nembiya dzesirivha dzorumwe rudzi dzina mazana mana negumi, nemimwe midziyo ine chiuru chimwe.