Ezra 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Midziyo yose yendarama neyesirveri yakaŋga ineɀuru ɀishanu namazana manna. Iɀo ɀose Sheshibazari wakaenda naɀo paŋguʋa yokubva kwaʋatapxa Babironi ʋacienda Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yose pamwe chete, midziyo yegoridhe neyesirivha yaiva zviuru zvishanu namazana mana. Sheshibhazari akaendesa izvi zvose panguva iyo vatapwa vakabva kuBhabhironi vachienda kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga iri zviuru zvishanu namazana mana ane makumi matanhatu nepfumbamwe. Sheshibhaza akatakura zvose izvozvo pakabva nhapwa kuBhabhironi dzichidzoserwa kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga ine zviuru zvishanu namazana mana. Izvo zvose Sheshibhazari akaenda nazvo panguva yokubva kwavatapwa Bhabhironi vachienda Jerusaremu.
Shona 2009?
Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga ine zviuru zvishanu namazana mana. Izvo zvose Sheshibhazari akaenda nazvo panguva yokubva kwavatapwa Bhabhironi vachienda Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga ine zviuru zvishanu namazana mana. Izvo zvose Sheshibhazari akaenda nazvo panguva yokubva kwavatapwa Bhabhironi vachienda Jerusaremu.