Ezra 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiye mambo Koreshi ʋo wakaɓuɗisa midziyo yeimba yaJehova, yakaŋga yatorwa paJerusarema naNebukadnezari ikaiswa naye paimba yaʋamŋari ʋake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo, Mambo Sirasi akaburitsa midziyo yomutemberi yaJehovha, iyo yakanga yatorwa kubva kuJerusarema naNebhukadhinezari uye akanga aiisa mutemberi yamwari wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Sairosi akaunzawo midziyo iya yomumba yaTenzi yakanga yambokukuchwa muJerusaremu naNebhukadhineza akasvikoiisa mumba yavamwari vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naiye mambo Koreshiwo akabudisa midziyo yeimba yaJehovha, yakanga yatorwa paJerusaremu naNebhukadhinezari ikaiswa naye paimba yavamwari vake;
Shona 2009?
Naiye mambo Koreshiwo akabudisa midziyo yeimba yaJehovha, yakanga yatorwa paJerusaremu naNebhukadhinezari ikaiswa naye paimba yavamwari vake;
Shona SUB 2002 Bible
Naiye mambo Koreshiwo akabudisa midziyo yeimba yaJehovha, yakanga yatorwa paJerusaremu naNebhukadhineza ikaiswa naye paimba yavamwari vake;