Ezra 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋazhinji, ʋuye iŋguʋa yokunaya kwemvura zhinji, hatigoni kumira kunze; ɓasa iri harizi rezuʋa rimŋe, kana mazuʋa maʋiri, nokuti takaɗarika kwaɀo pacinhu ici.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pane vanhu vakawanda pano uye inguva yokunaya kwemvura; saka hatingamire panze. Pamusoro pezvo basa iri harigoni kuitwa nezuva rimwe chete kana mazuva maviri, nokuti takatadza zvikuru nokuda kwechinhu ichi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asika vanhu vakawanda ava uye inguva yokuwanda kwemvura yokunaya. Hatigone kuramba takamira panze pano uye harisi basa rezuva rimwechete kana maviri nokuti kukanganisa kwedu panyaya iyoyi kukuru chaizvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vazhinji, uye inguva yokunaya kwemvura zhinji, hatigoni kumira kunze; basa iri harizi rezuva rimwe, kana mazuva maviri, nokuti takadarika kwazvo pachinhu ichi.
Shona 2009?
Asi vanhu vazhinji, uye inguva yokunaya kwemvura zhinji, hatigoni kumira kunze; basa iri harizi rezuva rimwe, kana mazuva maviri, nokuti takadarika kwazvo pachinhu ichi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vazhinji, uye inguva yokunaya kwemvura zhinji, hatigoni kumira kunze; basa iri harizi rezuva rimwe, kana mazuva maviri, nokuti takadarika kwazvo pachinhu ichi.