Ezra 10:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jonatani mŋanakomana waAsaheri, naJazeya mŋanakomana waTikva, iʋo ʋoga ʋakaramba cinhu ici; Meshurami nomuRevi Shabetai ʋakasimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani mwanakomana waAsaeri naJazeya mwanakomana waTikivha, vachitsigirwa naMeshurami naShabhetai muRevhi, ndivo chete vakapikisa izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani mwanakomana waAsaheri naJahizeya mwanakomana waTikivha vakapikisana nazvo. Asi Meshuramu naShebhetai vaRevhi vakatsigirana navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jonatani mwanakomana waAsaheri, naJazeya mwanakomana waTikivha, ivo voga va karamba chinhu ichi; Meshurami nomuRevhi Shabhetai vakasimbisa.
Shona 2009?
Asi Jonatani mwanakomana waAsaheri, naJazeya mwanakomana waTikivha, ivo voga va karamba chinhu ichi; Meshurami nomuRevhi Shabhetai vakasimbisa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jonatani mwanakomana waAsaheri, naJazeya mwanakomana waTikivha, ivo voga vakaramba chinhu ichi; Meshurami nomuRevhi Shabhetai vakasimbisa.