Ezra 10:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Napakati paʋanakomana ʋaʋaprista ʋakawana ʋamŋe ʋakaŋga ʋawana ʋakadzi ʋatorwa: Pakati paʋanakomana ʋaJeshua ʋaiti mŋanakomana waJozadaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribi, naGedaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pezvizvarwa zvavaprista, ava ndivo vakanga vawana vakadzi vatorwa: Kubva kuzvizvarwa zvaJeshua mwanakomana waJozadhaki nehama dzake: Maaseya, Eriezeri, Jaribhu naGedharia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Napakati pavanakomana vavapristi vakawana vamwe vakanga vawana vakadzi vatorwa. Pakati pavanakomana vaJeshua vaiti mwanakomana waJozadhaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribhi, naGedharia.
Shona 2009?
Napakati pavanakomana vavaprista vakawana vamwe vakanga vawana vakadzi vatorwa. Pakati pavanakomana vaJeshua vaiti mwanakomana waJozadhaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribhi, naGedharia.
Shona SUB 2002 Bible
Napakati pavanakomana vavapristi vakawana vamwe vakanga vawana vakadzi vatorwa. Pakati pavanakomana vaJeshua vaiti mwanakomana waJozadhaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribhi, naGedharia.