Ezra 10:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaHarimi: Maaseya, naEria, naShemaya naJehieri, naUzia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuzvizvarwa zvaHarimu: Maaseya, Eria, Shemaya, Jehieri naUzia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvanakomana vokwaHarimu: kukawanika kuina Maaseya naEriya naShemaya naJehieri naUziya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaHarimi: Maaseya, naEria, naShemaya naJehieri, naUziya.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaHarimi: Maaseya, naEria, naShemaya naJehieri, naUziya.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaHarimi: Maaseya, naEriya, naShemaya naJehieri, naUziya.