Ezra 10:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋaRevi: Jozabadi, naShimei, naKeraya (ndiye Kerita), naPetahia, naJuda, naEriezeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pavaRevhi: Jozabhadhi, Shimei, Keraya (ndiye ainzi Kerita), Petahia, Judha naEriezeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuvaRevhi: kwakawanika kuina Jozabhadhi naShimei naKeraya (Keraya uyu ndiye wakareyo Kerita) uye Petahiya naJudha naEriezero
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavaRevhi: Jozabhadhi, naShimei, naKeraya (ndiye Kerita), naPetahia, naJudha, naEriezeri.
Shona 2009?
Pakati pavaRevhi: Jozabhadhi, naShimei, naKeraya (ndiye Kerita), naPetahia, naJudha, naEriezeri.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavaRevhi: Jozabhadhi, naShimei, naKeraya (ndiye Kerita), naPetahia, naJudha, naEriezeri.