Ezra 10:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Napakati paIsraeri: Pakati paʋanakomana ʋaParoshi: Ramia, naIzia, naMarkiya, naMiyamini, naEreazari, naMarkiya, naBenaya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pakati pavamwe vaIsraeri: Kubva kuzvizvarwa zvaParoshi: Ramia, Izia, Marikija, Miyamini, Ereazari, Marikija naBhenaya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vokwaIsiraeri: kuvanakomana vokwaParoshi: ndiRamia naIzia naMarukiya naMijamini naEreazari naMarukiya naBhenaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Napakati paIsiraeri: pakati pavanakomana vaParoshi: Ramia, naIzia, naMarikiya, naMiyamini, naEreazari, naMirikiya, naBhenaya.
Shona 2009?
Napakati paIsiraeri: pakati pavanakomana vaParoshi: Ramia, naIzia, naMarikiya, naMiyamini, naEreazari, naMirikiya, naBhenaya.
Shona SUB 2002 Bible
Napakati paIsiraeri: pakati pavanakomana vaParoshi: Ramia, naIzia, naMarikiya, naMiyamini, naEriazari, naMirikiya, naBhenaya.