Ezra 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino ŋgatiite suŋgano naMŋari weɗu, tibvise ʋakadzi aʋa ʋose, naʋana ʋakaɓerekwa naʋo, seɀatakarairwa naShe, ʋuye naʋanobvundiswa nomurairo waMŋari weɗu; ŋgaɀiitwe seɀinoreʋa murairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ngatiitei sungano pamberi paMwari wedu kuti tidzinge vakadzi ava vose navana vavo, maererano nezvakarayirwa naishe wangu naavo vanotya mirayiro yaMwari wedu. Ngazviitwe maererano nomurayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ngatiitei chitenderano naMwari wedu tirambe vakadzi vacho navana vavo maererano nezano renyu changamire uye maererano nezano ravanhu vanodedera mutemo waMwari wedu, zviitwewo maererano nezviri mumutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino ngatiite sungano naMwari wedu, tibvise vakadzi ava vose, navana vakaberekwa navo, sezvatakarairwa naShe, uye navanobvundiswa nomurayiro waMwari wedu; ngazviitwe sezvinoreva mirairo.
Shona 2009?
Naizvozvo zvino ngatiite sungano naMwari wedu, tibvise vakadzi ava vose, navana vakaberekwa navo, sezvatakarairwa naShe, uye navanobvundiswa nomurayiro waMwari wedu; ngazviitwe sezvinoreva mirairo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino ngatiite sungano naMwari wedu, tibvise vakadzi ava vose, navana vakaberekwa navo, sezvatakarairwa naShe, uye navanobvundiswa nomurairo waMwari wedu; ngazviitwe sezvinoreva mirairo.