Ezra 10:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaPahati‐moabi: Adna, naKerari, naBenaya, naMaaseya, naMatania, naBezareri, naBinui, naManase.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuzvizvarwa zvaPahati Moabhu: Adhima, Kerari, Bhenaya, Maaseya, Matania, Bhezareri, Bhinui naManase.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvanakomana vokwaPahatimoabhu: kwakawanikwa kuina Adhina naKerari naBhenaya naMaaseya naMataniya naBhezarieri naBhinui naManase
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaPahatimoabhi: Adhana, naKerari, naBhenaya, naMaaseya, naMatania, naBhezareri, naBhinui, naManase.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaPahatimoabhi: Adhana, naKerari, naBhenaya, naMaaseya, naMatania, naBhezareri, naBhinui, naManase.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaPahatimoabhu: Adhana, naKerari, naBhenaya, naMaaseya, naMatania, naBhezareri, naBhinui, naManase.