Ezra 10:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaHarimi: Eriezeri, naIsishiya, naMarkiya, naShemaya, naShimeoni:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuzvizvarwa zvaHarimi: Eriezeri, Ishiya, Marikija, Shemaya, Shimeoni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvanakomanawo vokwaHarimu: kwaiva naEriezero naIshiya naMarukiya naShemaya naShimeoni
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaHarimi: Eriezeri, naIsishiya, naMarikiya, naShemaya, naShimeoni;
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaHarimi: Eriezeri, naIsishiya, naMarikiya, naShemaya, naShimeoni;
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaHarimi: Eriezeri, naIsishiya, naMarikiya, naShemaya, naShimeoni;