Ezra 10:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaBani: Maadai, naAmrami, naUeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuzvizvarwa zvaBhani: Maadhai, Amurami, Ueri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvanakomana vokwaBhani: kwaivawo naMaadhai naAmuramu naUeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaBhani: Maadhai, naAmirami, naUeri;
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaBhani: Maadhai, naAmirami, naUeri;
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaBhani: Maadhai, naAmirami, naUeri;