Ezra 10:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaNebo: Jeieri, naMatitia, naZabadi, naZebina, naIdo, naJoeri, naBenaya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuzvizvarwa zvaNebho: Jeyeri, Matitia, Zabhadhi, Zebhina, Jadhai, Joere naBhenaya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvanakomana vokwaNebho: kukawanikwa kuna Jeieri naMatitiya naZabhadhi naZebhina naJadhai naJoeri naBhenaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaNebho: Jeieri, naMatitia, naZabhadhi, naZebhina, naIdho, naJoeri, naBhenaya.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaNebho: Jeieri, naMatitia, naZabhadhi, naZebhina, naIdho, naJoeri, naBhenaya.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaNebho: Jeieri, naMatitia, naZabhadhi, naZebhina, naIdho, naJoeri, naBhenaya.