Ezra 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaAdonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu naʋatanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvaAdhorikami zvaiva mazana matanhatu namakumi matanhatu navatanhatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya vokwaAdhonikamu vaiva mazana matanhatu ane makumi matanhatu navatanhatu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaAdhonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu navatanhatu.
Shona 2009?
Vana vaAdhonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu navatanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaAdhonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu navatanhatu.