Ezra 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaJora, zana negumi naʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvaJora zvaiva zana negumi navaviri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouyawo vokwaJora vaiva zana negumi navaviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaJora, zana negumi navaviri.
Shona 2009?
Vana vaJora, zana negumi navaviri
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaJora, zana negumi navaviri.