Ezra 2:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋeKiriati‐arimi, neKefira, neBeeroti, mazana manomŋe namakumi manna naʋatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
veKiriati Jearimi, Kefira, neBheroti vaiva mazana manomwe namakumi mana navatatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya nevokuKiriyatijearimu, Kefira naBheeroti mazana manomwe ana makumi mana navatatu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana veKiriatirimi, neKefira, neBheeroti, mazana manomwe namakumi mana navatatu.
Shona 2009?
Vana veKiriatirimi, neKefira, neBheeroti, mazana manomwe namakumi mana navatatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vana veKiriatirimi, neKefira, neBheeroti, mazana manomwe namakumi mana navatatu.