Ezra 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuwanda kwaʋarume ʋaʋanhu ʋaIsraeri ndiko: Ʋana ʋaParoshi, ɀuru ɀiʋiri nezana namakumi manomŋe naʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvizvarwa zvaParoshi zvaiva zviuru zviviri nezana namakumi manomwe navaviri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanakomana vakwaParoshi vaiva zviuru zviviri zvine zana nemakumi manomwe ane vaviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuwanda kwavarume vavanhu vaIsiraeri ndiko: Vana vaParoshi, zviuru zviviri nezana namakumi manomwe navaviri.
Shona 2009?
Kuwanda kwavarume vavanhu vaIsiraeri ndiko: Vana vaParoshi, zviuru zviviri nezana namakumi manomwe navaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Kuwanda kwavarume vavanhu VaIsiraeri ndiko: Vana vaParoshi, zviuru zviviri nezana namakumi manomwe navaviri.