Ezra 2:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaJadaya, ʋeimba yaJeshua, mazana mapfumbamŋe namakumi manomŋe naʋatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista: zvizvarwa zvaJedhaya (veimba yaJeshua) vaiva mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi: vanakomana vokwaJedhaya vari vemba yokwaJeshua vaiva mazana mapfumbambwe ana makumi manomwe nevatatu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakanga vari: Vana vaJadhaya, weimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu.
Shona 2009?
Vaprista vakanga vari: Vana vaJadhaya, weimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakanga vari: Vana vaJadhaya, weimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu.