Ezra 2:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaRevi ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaJeshua, naKadmieri, ʋaʋana ʋaHodavia, makumi manomŋe naʋanna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi: zvizvarwa zvaJeshua navaKadhimieri (vorudzi rwaHodhavhia) zvaiva makumi manomwe navana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi, vanakomana vokwaJeshua nevokwaKadhimieri vechizvarwa chokwaHodhavhiya vaiva makumi manomwe ane vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaRevhi vakanga vari: Vana vaJeshua, naKadhimieri, vavana vaHodhavhia, makumi manomwe navana.
Shona 2009?
VaRevhi vakanga vari: Vana vaJeshua, naKadhimieri, vavana vaHodhavhia, makumi manomwe navana.
Shona SUB 2002 Bible
VaRevhi vakanga vari: Vana vaJeshua, naKadhimieri, vevana vaHodhavhia, makumi manomwe navana.