Ezra 2:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaimbi ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaAsafi, zana namakumi maʋiri naʋasere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaimbi: zvizvarwa zvaAsafi zvaiva zana namakumi maviri navasere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaimbi vana vokwaAsafu vaivawo zana namakumi maviri navasere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaimbi vakanga vari: Vana vaAsafi, zana namakumi maviri navasere.
Shona 2009?
Vaimbi vakanga vari: Vana vaAsafi, zana namakumi maviri navasere.
Shona SUB 2002 Bible
Vaimbi vakanga vari: Vana vaAsafi, zana namakumi maviri navasere.