Ezra 2:59 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakakwira ʋacibva Terimera, neTeriharsha, neKerubi, neAdani, neImeri; asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kuɗudza dzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namarudzi aʋo, kana ʋakaŋga ʋari ʋaIsraeri:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vakauya vachibva kumaguta eTeri Mera, Teri Harisha, Kerubhi, Adhoni neImeri, asi vakanga vasingagoni kuratidza dzimba dzamadzi-baba avo kwavakanga vakaberekerwa muIsraeri:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vamwe vaibva kuTerimera nokuTeriharisha nokuKerubhu nokuAdhani nokuImero, asi havana kukwanisa kurondedzera dzimba dzamadzibaba avo kuti ivo pachavo ndevechiIsiraeri here kana kuti kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo vakakwira vachibva Terimera, neTeriharisha, neKerubhi, neAdhani, neImeri; asi vakanga vasingagoni kududza dzimba dzamadzibaba avo, namarudzi avo, kana vakanga vari vaIsiraeri.
Shona 2009?
Ndizvo vakakwira vachibva Terimera, neTeriharisha, neKerubhi, neAdhani, neImeri; asi vakanga vasingagoni kududza dzimba dzamadzibaba avo, namarudzi avo, kana vakanga vari vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo vakakwira vachibva Terimera, neTeriharisha, neKerubhi, neAdhani, neImeri; asi vakanga vasingagoni kududza dzimba dzamadzibaba avo, namarudzi avo, kana vakanga vari VaIsiraeri.