Ezra 2:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaPahati‐moabi, ʋaʋana ʋaJeshua na Joabi, ɀuru ɀiʋiri namazana masere negumi naʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ZvaPahati-Moabhu (vorudzi rwaJeshua naJoabhu) zvaiva zviuru zviviri namazana masere negumi navaviri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwotiwo vakwaPahatimoabhu vari vokwaJeshua naJoabhu vari zviuru zviviri zvine mazana masere negumi navaviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaPahatimoabhi, vavana vaJeshua naJoabhi, zviuru zviviri namazana masere negumi navaviri.
Shona 2009?
Vana vaPahatimoabhi, vavana vaJeshua naJoabhi, zviuru zviviri namazana masere negumi navaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaPahatimoabhi, vevana vaJeshua naJoabhu, zviuru zviviri namazana masere negumi navaviri.